Matthew 13:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Dzimŋe dzakawira parukaŋgarabge, padzakaŋga dzisinevu zhinji, dzikamera pakarepo, nokuti dzakaŋga dzisinevu rakadzika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dzimwe dzakawira parukangarahwe, padzakashaya ivhu rakakwana. Dzakamera nokukurumidza nokuti ivhu rakanga risina kudzika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzimwe dzakawira parukangarahwe padzisina kuwana ivhu rakadzika. Dzakabva dzakurumidza kumera nokuti dzakanga dzisina ivhu rakawanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dzimwe dzakawira parukangarabwe, padzakanga dzisina ivhu zhinji, dzikamera pakarepo, nokuti dzakanga dzisina ivhu rakadzika.
Shona 2009?
Dzimwe dzakawira parukangarahwe, padzakanga dzisinevhu zhinji, dzikamera pakarepo nokuti dzakanga dzisinavhu rakadzika.
Shona SUB 2002 Bible
Dzimwe dzakawira parukangarabwe, padzakanga dzisina ivhu zhinji, dzikamera pakarepo, nokuti dzakanga dzisina ivhu rakadzika.