Matthew 13:51 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
[Jesu akati kwaʋari:] Manzwisisa iɀoɀo ɀose here? Ʋakati kwaari: Hoŋo, [Ishe].
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akabvunza akati, “Manzwisisa zvinhu izvi zvose here?” Vakapindura vakati, “Hongu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Manyatsonzwisisa here zvose izvi?” Ivo vakati kwaari, “Hongu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
(Jesu akati kwavari), “Manzwisisa izvozvo zvose here?” Vakati kwaari, “Hongu, Ishe.”
Shona 2009?
Jesu akati kwavari: Manzwisisa izvi zvose here? Vakati kwaari: Hongu Ishe.
Shona SUB 2002 Bible
(Jesu akati kwavari), “Manzwisisa izvozvo zvose here?” Vakati kwaari, “Hongu, Ishe.”