Matthew 13:53 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu wakati apedza mifananidzo iyo, akabva’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati apedza mifananidzo iyi, akabvapo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu paakapedza mienzaniso iyi, akabvapo oenda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati apedza mifananidzo iyo, akabvapo.
Shona 2009?
Jesu wakati apedza mifananidzo iyi akabvapo.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati apedza mifananidzo iyo, akabvapo.