Matthew 13:56 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nehanɀadzi dzake hadzizi pakati patiri dzose here? Ko iye wakagowanepi ɀinhu iɀoɀo ɀose?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye hanzvadzi dzake hadzisi pakati pedu dzose here? Ko, zvino murume uyu akawanepi zvinhu zvose izvi?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga hanzvadzi dzake dzose tinadzo wani. Ko munhu uyu, zvose izvi akazviwana kupi?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nehanzvadzi dzake hadzisi pakati patiri dzose here? Ko iye akagowanepi zvinhu izvozvo zvose?”
Shona 2009?
Nehanzvadzi dzake hadzizi pakati pedu dzose here? Ko iye wakagowanepi zvinhu izvozvi zvose.
Shona SUB 2002 Bible
Nehanzvadzi dzake hadzisi pakati patiri dzose here? Ko iye akagowanepi zvinhu izvozvo zvose?”