Matthew 13:57 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakagumburwa naye. Asi Jesu akati kwaʋari: Muprofita haaŋgashaiwi kukudzwa, asi munyika yake, nomumba make.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakagumburwa naye. Asi Jesu akati kwavari, “Muprofita haashayiwi kukudzwa asi munyika yake nomumba make.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakagumbuka naye. Jesu akati kwavari, “Muporofita anoremekedzwa kumwe kose kusiya munyika make nomumusha make.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakagumburwa naye. Asi Jesu akati kwavari, “Muporofita haangashayiwi kukudzwa, asi munyika yake, nomumba make.”
Shona 2009?
Vakagumbuswa naye. Asi, Jesu akati kwavari: Muporofita haangashaiwi kukudzwa asi munyika yake nomumba make.
Shona SUB 2002 Bible
Vakagumburwa naye. Asi Jesu akati kwavari, “Muporofita haangashayiwi kukudzwa, asi munyika yake, nomumba make.”