Matthew 13:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi zuʋa rakati raɓuɗa, dzikapiswa; dzikawoma, nokuti dzakaŋga dzisinomudzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zuva rakati rabuda, mbeu dzakatsva uye dzikaoma nokuti dzakanga dzisina midzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti zuva rakwira dzakatsva. Sezvo dzakanga dzisina midzi; dzakashwauruka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi zuva rakati rabuda, dzikapiswa; dzikaoma, nokuti dzakanga dzisina mudzi.
Shona 2009?
Asi zuva rakati rabuda, dzikapiswa, uye nokuti dzakanga dzisinomudzi, dzakasvava.
Shona SUB 2002 Bible
“Asi zuva rakati rabuda, dzikapiswa; dzikaoma, nokuti dzakanga dzisina mudzi.