Matthew 13:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Dzimŋe dzakawira muminzwa; minzwa ikamera, ikadzivuŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dzimwe mbeu dzakawira muminzwa, minzwa ikakura ikadzivhunga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzimwe dzakandowira muminzwa. Minzwa yakakura ikadzivhunga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dzimwe dzakawira muminzwa; minzwa ikamera, ikadzivhunga.
Shona 2009?
Dzimwe dzikawira mumhinzwa; mhinzwa ikakura, ikadzivhunga.
Shona SUB 2002 Bible
Dzimwe dzakawira muminzwa; minzwa ikamera, ikadzivhunga.