Matthew 13:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi dzimŋe dzakawira muvu rakanaka, dzikaɓereka ɀiɓereko; dzimŋe zana, dzimŋe makumi matanhatu, dzimŋe makumi matatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dzimwewo mbeu dzakawira pavhu rakanaka, dzikabereka zvakapetwa kazana, kana zvakapetwa makumi matanhatu kana makumi matatu pane dzainge dzakushwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzimwe dzakawira muvhu rakanaka dzikabereka mbesa. Dzimwe dzakaita zana, dzimwe makumi matanhatu. Dzimwe makumi matatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi dzimwe dzakawira muvhu rakanaka, dzikabereka vana; dzimwe zana, dzimwe makumi matanhatu, dzimwe makumi matatu.”
Shona 2009?
Asi dzimwe dzakawira muvhu rakanaka, dzikabereka zvibereko, dzimwe zana, dzimwe makumi matanhatu, dzimwe makumi matatu.
Shona SUB 2002 Bible
“Asi dzimwe dzakawira muvhu rakanaka, dzikabereka vana; dzimwe zana, dzimwe makumi matanhatu, dzimwe makumi matatu.”