Matthew 14:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaʋuya nomusoro wake uri mundiro, musikana akapiwa; iye akaenda nawo kunamai ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye musoro wake wakauyiwa nawo uri mundiro uye ukapiwa kumusikana, iye akaenda nawo kuna mai vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musoro wake wakaunzwa uri mudhishi ukapiwa kumusikana. Iyewo akaenda nawo kuna amai vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakauya nomusoro wake uri mundiro, musikana akaupiwa; iye akaenda nawo kunamai vake.
Shona 2009?
Musoro wake ukavuyiwa nawo uri mundiro, ukapiwa musikana, aka\add u\add*isa kuna mai vake.
Shona SUB 2002 Bible
Vakauya nomusoro wake uri mundiro, musikana akaupiwa; iye akaenda nawo kunamai vake.