Matthew 14:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋadzidzi ʋake ʋakaʋuya ʋakatora mutumbu, ʋakauʋiga; ndokuenda kundoʋudza Jesu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vadzidzi vaJohani vakauya vakatora mutumbi wake vakandouviga. Vakazoenda vakandoudza Jesu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vadzidzi vaJohani vakauya vakatora chitunha ichocho vakachiviga. Vakaenda vakandotaurira Jesu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vadzidzi vake vakauya vakatora chitunha chake, vakachiviga; ndokuenda kundoudza Jesu.
Shona 2009?
Vadzidzi vake vakavuya vakatora mutumbi, vakauviga, ndokuenda kundovudza Jesu.
Shona SUB 2002 Bible
Vadzidzi vake vakauya vakatora chitunha chake, vakachiviga; ndokuenda kundoudza Jesu.