Matthew 14:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati kwaari: Hatinecinhu pano, asi ɀiŋgwa ɀishanu ɓedzi nehoʋe mbiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ivo vakapindura vakati, “Pano tinongova nezvingwa zvishanu nehove mbiri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakati kwaari, “Pano tinongova nezvingwa zvishanu nehove mbiri chete.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati kwaari, “Hatina chinhu pano, asi zvingwa zvishanu bedzi nehove mbiri.”
Shona 2009?
Asi vakati kwaari: Hatina chinhu pano kunze kwezvingwa zvishanu nehove mbiri.
Shona SUB 2002 Bible
Vakati kwaari, “Hatina chinhu pano, asi zvingwa zvishanu bedzi nehove mbiri.”