Matthew 14:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati kuʋaranda ʋake: Uyu ndiJohane mubapatidzi; wakamuka kuʋakafa, saka masimba awa anoɓata maari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye akati kuvaranda vake, “Uyu ndiJohani Mubhabhatidzi; amuka kubva kuvakafa! Ndokusaka masimba ezvishamiso achishanda maari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Uyu ndiJohani Muombeki akamutswa muvafi, ndokusaka achigona kuita zvishamiso izvi”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati kuvaranda vake, “Uyu ndiJohani Mubhabhatidzi; akamuka kuvakafa, saka masimba awa anobata maari.”
Shona 2009?
Akati kuvaranda vake: Uyu ndiJohwani Mubhabhatidzi; wakamuka kuvakafa, saka mabasa esimba awa anobata maari.
Shona SUB 2002 Bible
akati kuvaranda vake, “Uyu ndiJohani Mubhabhatidzi; akamuka kuvakafa, saka masimba aya anobata maari.”