Matthew 14:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Herode wakaŋga aɓata Johane, akamusuŋga, akamuisa mutoroŋgo, nokuɗa kwaHerodiasi, mukadzi waFiripo, munuŋuna wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Herodhi ainge abata Johani akamusunga achibva amuisa mutorongo nokuda kwaHerodhiasi mudzimai waFiripi, munun'una wake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti Herodhi akanga abata Johani akamusunga ndokumuisa mujeri pamusana paHerodhiasi mudzimai womunun'una wake Firipi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Herodhi akanga abata Johani, akamusunga, akamuisa mutorongo, nokuda kwaHerodhiasi, mukadzi waFiripi, munun'una wake.
Shona 2009?
Nokuti Herodhe wakanga abata Johwani akamusunga, aka\add mu\add*isa mutirongo nokuda kwaHerodhiasi mukadzi waFiripi munun'ina wake.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Herodhi akanga abata Johani, akamusunga, akamuisa mutorongo, nokuda kwaHerodhiasi, mukadzi waFiripi, munun'una wake.