Matthew 14:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakaŋga ʋari mugwa ʋakamunamata, ʋaciti: Ɀirokwaɀo, ndimi Mŋanakomana waMŋari!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino vaya vaiva mugwa vakamunamata vachiti, “Chokwadi muri Mwanakomana waMwari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaya vaiva mugwa vakamugwadamira vachiti, “Zvechokwadi imi muri Mwanakomana waMwari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakanga vari muigwa vakamupfugamira, vachiti, “Zvirokwazvo, ndimi Mwanakomana waMwari!”
Shona 2009?
Ipapo vakanga vari muchikepe vakauya vakamunamata vachiti: Zvirokwazvo ndimwi Mwanakomana waMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakanga vari muigwa vakamupfugamira, vachiti, “Zvirokwazvo, ndimi Mwanakomana waMwari!”