Matthew 14:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo wakamupikira nemhiko kuti ucamupa cinhu cipi necipi caaneŋge acakumbira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvokuti akamuvimbisa nemhiko kuti aizomupa chipi nechipi chaaizokumbira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvokuti akatsidza nemhiko kumupa chose zvacho chaangakumbire.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo wakamupikira nemhiko kuti, “Ndichamupa chipi nechipi chaanenge achakumbira.”
Shona 2009?
Naizvozvo wakamuvimbisa nemhiko kuti uchamupa chinhu chipi nechipi chaaizokumbira.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo wakamupikira nemhiko kuti, “Ndichamupa chipi nechipi chaanenge akumbira.”