Matthew 15:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaFarise naʋanyori ʋakaʋuya kunaJesu ʋacibva Jerusarema, ʋakati:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vanyori navaFarisi vakauya kuna Jesu vachibva kuJerusarema uye vakamubvunza vachiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwakazouya vaFarisei nenyanzvi dzomutemo kuna Jesu vachibva kuJerusaremu vachiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaFarisi navanyori vakauya kuna Jesu vachibva Jerusaremu, vakati,
Shona 2009?
Zvino vakavuya kuna Jesu, vaFarisi navanyori vachibva Jerusarema vakati:
Shona SUB 2002 Bible
Zvino VaFarisi navanyori vakauya kuna Jesu vachibva Jerusaremu, vakati,