Matthew 15:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akaɗana ʋanhu ʋazhinji kwaari, akati kwaʋari: Tererai, munzwisise:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akadana vanhu vazhinji kwaari akati, “Teererai, munzwisise.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akadaidza vanhu ndokuti kwavari, “Teererai munzwisise, “Munhu haan'oreswe nezvinopinda mukanwa make
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akadana vanhu vazhinji kwaari, akati kwavari, “Teererai, munzwisise.
Shona 2009?
Zvino akadanira chaunga pedo, akati kwachiri: Teererai munzwisise.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akadana vanhu vazhinji kwaari, akati kwavari, “Teererai, munzwisise.