Matthew 15:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋadzidzi ʋakaʋuya kwaari, ʋakati: Munoziʋa kuti ʋaFarise ʋakagumburwa ʋacinzwa shoko iri here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vadzidzi vakauya kwaari vakamubvunza vachiti, “Munoziva here kuti vaFarisi vagumburwa pavanzwa shoko iri?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vadzidzi vake vakauya vakati kwaari, “Munoziva here kuti vaFarisei vakagumbuka pavakanzwa zvamakataura zviya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vadzidzi vakauya kwaari, vakati, “Munoziva kuti vaFarisi vakagumburwa vachinzwa shoko iri here?”
Shona 2009?
Zvino vadzidzi vakaswedera vakati kwaari: Munoziva kuti vaFarisi vakagumburwa vanzwa shoko iri here?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vadzidzi vakauya kwaari, vakati, “Munoziva kuti VaFarisi vakagumburwa vachinzwa shoko iri here?”