Matthew 15:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi wakapindura, akati: Ndakaŋgotumirwa kumakwai akarashika eimba yaʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kwavari, “Ndakatumwa kumakwai akarasika eIsraeri chete.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akapindura achiti, “Ini ndakatumwa kuhwai dzakarasika dzemba yaIsiraeri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi akapindura, akati, “Ndakangotumirwa kumakwai akarashika eimba yavaIsiraeri.”
Shona 2009?
Asi wakapindura akati: Handina kutumwa \add zvimwe\add*, asi kumakwai akarashika eimba yaIsraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Asi akapindura, akati, “Ndakangotumirwa kumakwai akarashika eimba yaVaIsiraeri.”