Matthew 15:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akaʋuya, akamunamata, akati: Ishe, ɗondiɓatsirai henyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukadzi uya akauya akasvikopfugama pamberi pake akati, “Ishe, ndibatsireiwo!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mudzimai uya akauya akapfugama pamberi pake achiti, “Tenzi, ndibatsirei zvenyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akauya, akamupfugamira, akati, “Ishe, dondibatsirai henyu.”
Shona 2009?
Zvino akavuya akamugombedzera akati: Ishe, dondibatsirai henyu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akauya, akamupfugamira, akati, “Ishe, dondibatsirai henyu.”