Matthew 15:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akapindura, akati: Haɀina‐kunaka kutora ciŋgwa caʋana, ndokucikandira imbganana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akapindura akati, “Hazvina kunaka kutora chingwa chavana muchichikandira imbwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akamupindura achiti, “Hazvina kunaka kutora chingwa chavana uchichikanda kuimbwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akapindura, akati, “Hazvina kunaka kutora chingwa chavana, ndokuchikandira mbwanana.”
Shona 2009?
Akapindura akati: Hazvina kunaka kutora chingwa chavana, ndokukandira imbwanana.
Shona SUB 2002 Bible
Akapindura, akati, “Hazvina kunaka kutora chingwa chavana, ndokuchikandira mbwanana.”