Matthew 15:39 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati aendisa ʋanhu ʋazhinji, akapinda mugwa, akaȿika munyika yeMagadani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mokunge Jesu aendesa vanhu vazhinji ava, akapinda mugwa ndokubva aenda kudunhu reMagadhani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akazoendesa vanhu ndokukwira mugwa woenda kudunhu reMagadhani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati aendesa vanhu vazhinji, akapinda muigwa, akasvika munyika yeMagadhani.
Shona 2009?
Zvino wakati aendisa chaunga, akapinda muchikepe, akasvika kumiganhu yeMagadhani.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati aendesa vanhu vazhinji, akapinda muigwa, akasvika munyika yeMagadhani.