Matthew 15:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Mŋari wakati: Kudza ɓaɓa ʋako namai ʋako; ʋuye, Unotuka ɓaɓa kana mai, ŋgaafe norufu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Mwari akati, ‘Kudza baba vako namai vako’ uye, ‘Ani naani anotuka baba kana mai vake anofanira kuurayiwa.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti Mwari, akati, ‘Remekedza Baba naamai vako uye kuti munhu anotaura zvakaipa nezvababa kana amai vake anofanira kuti afe.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti Mwari wakati, ‘Kudza baba vako namai vako;’ uye, ‘Anotuka baba kana mai, ngaafe norufu.’
Shona 2009?
Nokuti Mwari wakaraira akati: Kudza baba vako namai vako; nokuti unotuka baba kana mai, ngaafe rufu.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti Mwari wakati, ‘Kudza baba vako namai vako;’ uye, ‘Anotuka baba kana mai, ngaafe norufu.’