Matthew 15:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
haacakudzi ɓaɓa ʋake kana mai ʋake, asi haanemhoȿa. Makatorera murairo waMŋari simba netsika dzenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
haachafaniri kukudza baba vake nacho. Saizvozvo munoshayisa shoko raMwari simba nokuda kwetsika dzenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo nokuda kwamagamuchidzanwa enyu, makaita kuti shoko raMwari rishaye maturo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
haachakudzi baba vake kana mai vake, asi haane mhosva. Makatorera murayiro waMwari simba netsika dzenyu.
Shona 2009?
naizvozvo haachakudzi baba vake kana mai vake; naizvozvo makashayisa murairo waMwari simba netsika dzenyu.
Shona SUB 2002 Bible
haachakudzi baba vake kana mai vake, asi haane mhosva. Makatorera murairo waMwari simba netsika dzenyu.