Matthew 15:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋanondinamata pasina, Ʋacidzidzisa dzidziso iri mirairo yaʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanondinamata pasina; vachidzidzisa dzidziso nemirayiro yavanhu.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kundinamata kwavo ndekwenhando vachidzidzisa, sechokwadi, mitemo yavanhu.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vanondinamata pasina, Vachidzidzisa dzidziso nemirairo yavanhu.’ ”
Shona 2009?
Asi vanondinamata pasina, vachidzidzisa dzidziso \add dze\add*mirairo yavanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vanondinamata pasina, Vachidzidzisa dzidziso nemirairo yavanhu.’ ”