Matthew 16:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hamunzwisisi neiko, kuti handina‐kutaura kwamuri pamsoro peɀiŋgwa? Asi mucenjere mbiriso yaʋaFarise naʋaSaduse.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hamunzwisisi sei kuti ndanga ndisingatauri kwamuri nezvechingwa? Asi chenjererai mbiriso yavaFarisi navaSadhusi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko munotadza nei kunzwisisa kuti handisi kutaura nezvechingwa. Chenjererai mbiriso yavaFarisei navaSadhusei.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hamunzwisisi neiko, kuti handina kutaura kwamuri pamusoro pezvingwa? Asi muchenjere mbiriso yavaFarisi navaSadhusi.”
Shona 2009?
Hamunzwisisi neiko, kuti handina kutaura kwamuri pamusoro pezvingwa kuti muchenjere mbiriso yavaFarisi navaSajusi?
Shona SUB 2002 Bible
Hamunzwisisi neiko, kuti handina kutaura kwamuri pamusoro pezvingwa? Asi muchenjere mbiriso yaVaFarisi navaSadhusi.”