Matthew 16:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu wakati aȿika kumatiʋi enyika yeKesaria Firipo, akabvunza ʋadzidzi ʋake, akati: Ʋanhu ʋanoti Mŋanakomana womunhu ndianiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati asvika kudunhu reKesaria Firipi, akabvunza vadzidzi vake akati, “Vanhu vanoti Mwanakomana woMunhu ndiani?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu paakasvika kudunhu reSezariafiripi, akabvunza vadzidzi vake achiti, “Vanhu vanoti Mwanakomana womunhu ndiani?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati asvika kumativi enyika yeKesaria Firipi, akabvunza vadzidzi vake, akati, “Vanhu vanoti Mwanakomana womunhu ndianiko?”
Shona 2009?
Jesu wakati asvika kumativi enyika yeKesaria Firipi, akabvunza vadzidzi vake, akati: Vanhu vanoti ini Mwanakomana womunhu ndini aniko?
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati asvika kumativi enyika yeKesaria Firipi, akabvunza vadzidzi vake, akati, “Vanhu vanoti Mwanakomana womunhu ndianiko?”