Matthew 16:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaʋari: Ko imi munoti ndini ani?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akabvunza akati, “Ko, imi munoti ndini ani?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akazoti kwavari, “Ko imi, munoti ndini ani?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwavari, “Ko imi munoti ndini ani?”
Shona 2009?
Akati kwavari: Ko imwi munoti ndini ani?
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwavari, “Ko imi munoti ndini ani?”