Matthew 16:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi wakapindura, akati kwaʋari: Paŋguʋa yamaɗekwana munoti: Kucacena, nokuti ɗeŋga rakatȿuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akavapindura achiti, “Panosvika nguva yamadekwana munoti, ‘Mamiriro okunze achange akanaka nokuti denga rakatsvuka.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akavapindura achiti, “Kumanheru munoti, ‘Kunze kuchange kwakanaka nokuti denga rinenge rakatsvukirira.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi akapindura, akati kwavari, “Panguva yamadekwana munoti, ‘Kuchachena, nokuti denga rakatsvuka.’
Shona 2009?
Asi wakapindura akati kwavari: Kana ava madekwana munoti: Kunze kwakanaka nokuti denga rakatsvuka.
Shona SUB 2002 Bible
Asi akapindura, akati kwavari, “Panguva yamadekwana munoti, ‘Kuchachena, nokuti denga rakatsvuka.’