Matthew 16:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jesu akati kuʋadzidzi ʋake: Kana munhu aciɗa kuʋuya shure kwaŋgu, ŋgaaɀirambe, asimudze mucinjikwa wake, anditeʋere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jesu akati kuvadzidzi vake, “Kana paine anoda kunditevera, ngaazvirambe, atakure muchinjikwa wake, anditevere.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akataurira vadzidzi vake achiti, “Kana munhu achida kunditevera ngaazvirambe atakure muchinjikwa wake anditevere,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jesu akati kuvadzidzi vake, “Kana munhu achida kuuya shure kwangu, ngaazvirambe, atakure muchinjikwa wake, anditevere.
Shona 2009?
Zvino Jesu akati kuvadzidzi vake: Kana aninani achida kunditevera, ngaazvirambe, atakure muchinjikwa wake, anditevere.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jesu akati kuvadzidzi vake, “Kana munhu achida kuuya shure kwangu, ngaazvirambe, atakure muchinjikwa wake, anditevere.