Matthew 16:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rudzi rwakaipa rwoʋupombge runotȿaka ciratidzo, asi haruŋgapiwi ciratidzo, asi ciratidzo caJona. Ipapo akaʋasiya, akabva.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rudzi rwakaipa rwoupombwe runotsvaka chiratidzo, asi hapana chichapiwa kwarwuri kunze kwechiratidzo chaJona.” Ipapo Jesu akavasiya, uye akaenda kumwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muri chizvarwa chakaipa chenzenza chinotsvaka chiratidzo. Hapana chiratidzo chichapiwa kusiya chiratidzo chaJona.” Akabva avasiya oenda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rudzi rwakaipa rwoupombwe runotsvaka chiratidzo, asi harungapiwi chiratidzo, asi chiratidzo chaJona.’ ” Ipapo akavasiya, akabva.
Shona 2009?
Rudzi rwakaipa runofeva, runotsvaka chiratidzo, asi hapana chiratidzo chingapiwa kwarwuri, asi chiratidzo chomuporofita Jona. Ipapo akavasiya, akaenda.
Shona SUB 2002 Bible
Rudzi rwakaipa rwoupombwe runotsvaka chiratidzo, asi harungapiwi chiratidzo, asi chiratidzo chaJona.’ ” Ipapo akavasiya, akabva.