Matthew 16:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋadzidzi ʋakaenda mhiri, ʋakakaŋganwa kutora ɀiŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavakayambuka mhiri kwegungwa, vadzidzi vakakanganwa kutakura chingwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vadzidzi pavakayambukira kumhiri kuya, vakanga vakanganwa kutakura chingwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vadzidzi vakaenda mhiri, vakakanganwa kutora zvingwa.
Shona 2009?
Zvino vadzidzi vakati vaenda mhiri, vakakangamwa kutora zvingwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vadzidzi vakaenda mhiri, vakakanganwa kutora zvingwa.