Matthew 16:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jesu, aciɀiziʋa, akati kwaʋari: Imi ʋokutenda kuɗuku, munoraŋgana pakati penyu nemhaka yeiko, kuti hamuneɀiŋgwa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achiziva izvi Jesu akavabvunza akati, “Imi vokutenda kuduku, ko, muri kutauriranei pakati penyu nezvokusava nechingwa?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akazviziva akati, “Inga muri vanhu vechitendero chidiki. Ko munogokurukurirana zvokuti hamuna chingwa sei?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jesu, achizviziva, akati kwavari, “Imi vokutenda kuduku, munorangana pakati penyu nemhaka yeiko, kuti hamuna zvingwa?
Shona 2009?
Zvino Jesu achizviziva akati kwavari: Haiwa, imwi vokutenda kuduku, munorangana pakati penyu nemhaka yeiko nezvokusatora zvingwa?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jesu, achizviziva, akati kwavari, “Imi vokutenda kuduku, munorangana pakati penyu nemhaka yeiko, kuti hamuna zvingwa?