Matthew 17:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋadzidzi ʋakaʋuya kunaJesu ʋari ʋoga, ʋakati: Ko isu takaŋga tisiŋgagoni neiko kuuɓuɗisa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vadzidzi vakauya kuna Jesu vari voga vakamubvunza vachiti, “Ko, takonewa sei kuridzinga?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vadzidzi vakauya kuna Jesu vari pachavo voga. Vakati, “Ko isu tatadza nei kuudzinga?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vadzidzi vakauya kuna Jesu vari voga, vakati, “Ko isu takanga tisingagoni neiko kuubudisa?”
Shona 2009?
Zvino vadzidzi vakavuya kunaJesu parutivi, vakati: Ko isu takanga tisingagoni neiko kuubudisa?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vadzidzi vakauya kuna Jesu vari voga, vakati, “Ko isu takanga tisingagoni neiko kuubudisa?”