Matthew 18:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neŋguʋa iyo ʋadzidzi ʋakaʋuya kunaJesu, ʋakati: Ndianiko mukuru paʋushe bgokudeŋga?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva iyoyo vadzidzi vakauya kuna Jesu uye vakamubvunza vachiti, “Ndianiko mukuru pana vose muumambo hwokudenga?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nenguva iyoyo vadzidzi vakauya kuna Jesu vakati, “Ndiani mukuru kupinda vose muumambo hwedenga.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nenguva iyo vadzidzi vakauya kuna Jesu, vakati, “Ndianiko mukuru muushe hwedenga?”
Shona 2009?
Nenguva iyo vadzidzi vakavuya kuna Jesu vakati: Ndianiko mukurusa paushe hwokudenga?
Shona SUB 2002 Bible
Nenguva iyo vadzidzi vakauya kuna Jesu, vakati, “Ndianiko mukuru muushe hwedenga?”