Matthew 18:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
[Nokuti Mŋanakomana womunhu wakaʋuya kuzoponesa cakarashika.]
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Mwanakomana woMunhu akauya kuzoponesa chakarasika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
***
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Mwanakomana womunhu akauya kuzoponesa charasika.]
Shona 2009?
Nokuti Mwanakomana womunhu wakavuya kuzoponesa chakarashika.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Mwanakomana womunhu akauya kuzoponesa charasika.]