Matthew 18:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuɗaro hakuzi kuɗa kwaƂaɓa ʋenyu ʋari kuɗeŋga, kuti mumŋe waʋaɗuku aʋa afe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nenzira imwe cheteyo Baba venyu vari kudenga havafariri kuti mumwe wavaduku ava arasike.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo Baba vangu vari kudenga havadi kuti mumwe wavadiki ava arasike.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokudaro hakusi kuda kwaBaba venyu vari kudenga kuti mumwe wavaduku ava aparare.
Shona 2009?
Nokudaro hakuzi kuda kwaBaba venyu vari kudenga, kuti mumwe wavaduku ava aparare.
Shona SUB 2002 Bible
Nokudaro hakusi kuda kwaBaba venyu vari kudenga kuti mumwe wavaduku ava aparare.