Matthew 18:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana asiŋganzwi, tora mumŋe kana ʋaʋiri newe, kuti mashoko ose asimbiswe nemiromo yeɀapupu ɀiʋiri kana ɀitatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi akaramba kuteerera, enda nomumwe kana vaviri kuitira kuti ‘nyaya imwe neimwe isimbiswe nezvapupu zviviri kana zvitatu.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi akaramba kukuteerera, enda kwaari nomumwe kana vaviri kuti zvose zvamunotaura zvitsigirwe noumbowo hwezvapupu zviviri kana zvitatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana asinganzwi, tora mumwe kana vaviri newe, kuti mashoko ose asimbiswe nemiromo yezvapupu zviviri kana zvitatu.
Shona 2009?
Asi kana asinganzwi, tora mumwe kana vaviri newe, kuti shoko rimwe nerimwe risimbiswe nemiromo yezvapupu zviviri kana zvitatu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana asinganzwi, tora mumwe kana vaviri newe, kuti mashoko ose asimbiswe nemiromo yezvapupu zviviri kana zvitatu.