Matthew 18:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaɗanira kwaari mŋana muɗuku, akamuisa pakati paʋo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akadana mwana muduku ndokumumisa pakati pavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akatora mwana akamuisa pakati pavo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akadanira kwaari mwana muduku, akamuisa pakati pavo,
Shona 2009?
Jesu akadanira kwaari mwana muduku akamumisa pakati pavo,
Shona SUB 2002 Bible
Akadanira kwaari mwana muduku, akamuisa pakati pavo,