Matthew 18:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Petro wakaʋuya akati kwaari: Ishe, hama yaŋgu icanditadzira kaŋganiko, ndikaikaŋganwira? Kuȿikira kanomŋe here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Petro akauya kuna Jesu uye akamubvunza achiti, “Ishe, kanganiko kandingaregerera hama yangu kana achinditadzira? Kanomwe here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pita akauya akati kuna Jesu, “Tenzi hama yangu ingandikanganisire kangani ndichiiregerera; tingati kanomwe here?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Petirosi akauya akati kwaari, “Ishe, hama yangu ichanditadzira kanganiko, ndakairegerera? Kusvikira kanomwe here?”
Shona 2009?
Zvino Petro wakavuya kwaari akati: Ishe, hama yangu ichanditadzira kanganiko, ndikaikangamwira? Kusvikira kanomwe here?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Petirosi akauya akati kwaari, “Ishe, hama yangu ichanditadzira kanganiko, ndakairegerera? Kusvikira kanomwe here?”