Matthew 18:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ishe womuranda uyo akamunzwira tsitsi, akamusunuŋgura, akamukaŋganwira cikwerete.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tenzi womuranda uya akamunzwira tsitsi, ndokubva adzima chikwereti chose chiya, uye akamuregedza achienda zvake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi womuranda uyu akamunzwira tsitsi ndokubva amuti aende zvake ndokumuregerera chikwereti chake chiya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ishe womuranda uyo akamunzwira tsitsi, akamusunungura, akamuregerera chikwerete.
Shona 2009?
Zvino ishe womuranda uyo akamunzwira tsitsi, akamusunungura, akamukangamwira chikwereti.
Shona SUB 2002 Bible
Ishe womuranda uyo akamunzwira tsitsi, akamusunungura, akamuregerera chikwereti.