Matthew 18:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ishe wake akamuɗana, akati kwaari: Iwe muranda wakaipa, ndakakukaŋganwira cikwerete ico cose, nokuti iwe wakakumbira ɀikuru kwandiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Tenzi akadana muranda uya akati, ‘Iwe muranda akaipa. Ndakadzima chikwereti changu chawaiva nacho nokuti wakandikumbira zvikuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo tenzi wake akamudaidza, akati kwaari, “Iwe muranda wakaipa, ndakakuregerera chikwereti chose chiya nokuti wakanditeterera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ishe wake akamudana, akati kwaari, ‘Iwe muranda wakaipa, ndakakuregerera chikwerete icho chose, nokuti iwe wakakumbira zvikuru kwandiri.
Shona 2009?
Zvino ishe wake wakati amudana, akati kwaari: Iwe muranda wakaipa, ndakakukangamwira chikwereti icho chose, nokuti iwe wakandigombedzera zvikuru.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ishe wake akamudana, akati kwaari, ‘Iwe muranda wakaipa, ndakakuregerera chikwereti icho chose, nokuti iwe wakakumbira zvikuru kwandiri.