Matthew 18:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ishe wake akatsamŋa, akamuisa kuʋarwadzi, kuȿikira acizoripa cikwerete cake cose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nehasha tenzi wake akamuisa kune vejeri kuti arangwe zvinorwadza kusvikira aripa chikwereti chose chaaiva nacho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi wake akashatirwa akamuendesa kuvarangi mujeri, “Kusvikira abhadhara chikwereti chake chose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ishe wake akatsamwa, akamuisa kuvarwadzi, kusvikira achizoripa chikwerete chake chose.”
Shona 2009?
Zvino ishe wake akatsamwa, akamukumikidza kuvarwadzisi, kusvikira achizoripa zvose zvakafanira.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ishe wake akatsamwa, akamuisa kuvarwadzi, kusvikira achizoripa chikwereti chake chose.”