Matthew 18:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saiɀoɀo Ƃaɓa ʋaŋgu ʋari kuɗeŋga ʋacakuitirai ʋo, kana musiŋgakaŋganwiriyi mumŋe nomumŋe hama yake nomŋoyo wenyu wose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Izvi ndizvo zvichaitirwa mumwe nomumwe wenyu naBaba vangu vari kudenga kana musingaregereri hama yenyu nomwoyo wose.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndizvo zvichaitawo Baba vangu vari kudenga kuno mumwe nomumwe wenyu kana musingaregererani nemwoyo wose.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saizvozvo Baba vangu vari kudenga vachakuitiraiwo, kana asingaregerere mumwe nomumwe hama yake nomwoyo wose.
Shona 2009?
Saka saizvozvo Baba vangu vari kudenga vachakuitiraivo, kana musingakangamwiri mumwe nomumwe hama yake nomoyo yenyu yose.
Shona SUB 2002 Bible
Saizvozvo Baba vangu vari kudenga vachakuitiraiwo, kana asingaregerere mumwe nomumwe hama yake nomwoyo wose.