Matthew 18:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aninani unogamucira mŋana muɗuku mumŋe wakaɗai nezita raŋgu, unondigamucira ini.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uye ani naani anogamuchira mwana muduku souyu muzita rangu anogamuchira ini.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ani naani wose anogamuchira mwana muduku akaita souyu muzita rangu anogamuchira ini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ani naani anogamuchira mwana muduku mumwe wakadai nezita rangu, anogamuchira ini.
Shona 2009?
Zvino aninani unogamuchira mwana muduku mumwe wakadai nezita rangu unogamuchira ini.
Shona SUB 2002 Bible
Ani naani anogamuchira mwana muduku mumwe wakadai nezita rangu, anogamuchira ini.