Matthew 19:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu wakati apedza mashoko iwayo, akabva Garirea, akaenda kunyika yeJudea mhiri kweJoridani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati apedza kutaura zvinhu izvi, akabva kuGarirea akaenda kudunhu reJudhea mhiri kwaJorodhani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu paakapedza kutaura zvinhu izvi, akabva kuGarirea akaenda mudunhu reJudhea mhiri kwaJorodhani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati apedza mashoko iwayo, akabva Gariria, akaenda kunyika yeJudhea mhiri kweJorodhani.
Shona 2009?
Zvino Jesu wakati apedza mashoko iwayo, akabva Gariri, akasvika kumiganhu yeJudhiya mhiri kweJorodhani.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati apedza mashoko iwayo, akabva Gareriya, akaenda kunyika yeJudhiya mhiri kweJodhani.