Matthew 19:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋadzidzi ʋakati kwaari: Kana ɀakaɗaro pakati pomurume nomukadzi, haɀina‐kunaka kuwana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vadzidzi vake vakati kwaari, “Kana ari iwo mamiriro azvakaita pakati pomurume nomukadzi, zviri nani kusawana.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vadzidzi vakati kwaari, “Kana ari iwo mamiriro akaita zvinhu pane zvomurume nomukadzi zviri nani kusaroora.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vadzidzi vakati kwaari, “Kana zvakadaro pakati pomurume nomukadzi, hazvina kunaka kuwana.”
Shona 2009?
Vadzidzi vake vakati kwaari: Kana zvakadaro pakati pomurume nomukadzi, hazvina kunaka kuwana.
Shona SUB 2002 Bible
Vadzidzi vakati kwaari, “Kana zvakadaro pakati pomurume nomukadzi, hazvina kunaka kuwana.”