Matthew 19:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jaya rikati kwaari: Iɀoɀo ɀose ndakaɀiceŋgeta; ndicakashaiweiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jaya riya rakati, “Zvose ndakazvichengeta. Chii chandichiri kushayiwa?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jaya riya rakati kwaari, “Yose iyi ndakaichengeta. Chimwe chandisina chii.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jaya rikati kwaari, “Izvozvo zvose ndakazvichengeta; ko chipi chandinoshayiwa?”
Shona 2009?
Jaya rikati kwaari: Izvozvo zvose ndakazvichengeta kubva pavuduku hwangu; ndichiri kushaiweiko?
Shona SUB 2002 Bible
Jaya rikati kwaari, “Izvozvo zvose ndakazvichengeta; ko chipi chandinoshayiwa?”