Matthew 19:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋadzidzi ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakakahadzika kwaɀo, ʋakati: Ndianiko uŋgagoponeswa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vadzidzi vakati vanzwa izvi vakakatyamara zvikuru vakabvunza vachiti, “Ndiani zvino achaponeswa?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vadzidzi pavakanzwa izvi vakashamiswa zvikuru vachiti, “Ko zvino ndiani angagone kuponeswa?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vadzidzi vakati vachizvinzwa, vakakahadzika kwazvo, vakati, “Ndianiko angagoponeswa?”
Shona 2009?
Vadzidzi vakati va\add zvi\add*nzwa, vakashamisika kwazvo, vakati: Ndianiko ungagona kuponeswa?
Shona SUB 2002 Bible
Vadzidzi vakati vachizvinzwa, vakakahadzika kwazvo, vakati, “Ndianiko angagoponeswa?”