Matthew 19:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu ndokuʋatarira, akati kwaʋari: Kuʋanhu iɀi haɀibviri, asi kunaMŋari ɀose ɀinobvira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akavatarisa akati, “Kuvanhu izvi hazvigoneki asi kuna Mwari zvinhu zvose zvinogoneka.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akavatarisa akati kwavari, “Kuvanhu, izvi hazvigoneki asi pana Mwari zvinhu zvose zvinogoneka.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu ndokuvatarira, akati kwavari, “Kuvanhu izvi hazvibviri, asi kuna Mwari zvose zvinobvira.”
Shona 2009?
Asi Jesu wakatarira akati kwavari: Kuvanhu izvi hazvibviri, asi kuna Mwari zvose zvinobvira.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu ndokuvatarira, akati kwavari, “Kuvanhu izvi hazvibviri, asi kuna Mwari zvose zvinobvira.”